score
float32 1.04
1.25
⌀ | Chichewa
stringlengths 9
500
| Shona
stringlengths 9
500
⌀ |
|---|---|---|
1.249997
|
Iwo akhalonga: 'Yahova nkhabe kutiona.
|
Nekuti vari kuti, 'Jehovha haasi kutiona.
|
1.249979
|
Ena a inu mukudziwa ndinkakhala kumpoto Sweden zaka 23 za moyo wanga.
|
Vamwe munoziva ndaigara kuchamhembe Sweden kwemakore 23 hwangu.
|
1.249927
|
Tsopano, chirichonse chimene iye akuchita, iye amanditumiza ine ku North Pole.
|
Zvino, chero zvaanoita, anonditumira kuNorth Pole.
|
1.249888
|
Ana a Isiraeli achuluka kwambiri ndipo ndi amphamvu kuposa ife.+
|
Vanhu vevanakomana vaIsraeri vawanda uye vava nesimba kutipfuura.+ 10 Uyai!
|
1.249829
|
Anthu okonda Mawu a Mulungu anazindikira mfundo imeneyi kalekale.
|
Kubvira kare, vaya vanoda Shoko raMwari vanoziva izvozvo.
|
1.249761
|
Ndiyeno Yesu adzasangalala n'kuika kapoloyo pa udindo wake wachiwiri woyang'anira zinthu zake zonse.
|
Jesu achabva afara kumugadza kechipiri, pazvinhu zvake zvose.
|
1.249756
|
Mchemwali wanga anaphedwa zaka zisanu zapitazo.
|
Hanzvadzi yangu yakapondwa makore mashanu akapfuura.
|
1.249731
|
Koma Rute anati: 'Sindingakusiyeni.
|
Asi Rute akati: 'Handisi kuzokusiyai.
|
1.249693
|
Ndipo wow, ndine wokondwa kuti ndinali ndi chisangalalo kumva Andrea akuyankhulanso!
|
Uye wow, ndinofara here kuti ndakave nemufaro kunzwa Andrea achitaura zvakare!
|
1.249687
|
"Tsiku lina panthawi, ichi ndi chokwanira.
|
"Rimwe zuva pane imwe nguva, izvi zvakakwana.
|
1.249617
|
Ngati mwayenda padziko lonse lapansi 2 mon ...
|
Kana iwe wakafamba nyika dzepasi rose 2 mon ...
|
1.249504
|
"M'masiku ake, wolungama adzaphuka, ndipo padzakhala mtendere wochuluka kwa nthawi yonse pamene mwezi udzakhalepo.
|
"Mumazuva ake, vakarurama vachabudirira, uye rugare ruchawanda kusvikira mwedzi usisipo.
|
1.249489
|
Mwachitsanzo, m'chaputala 4 anafotokoza za Abulahamu.
|
Muchitsauko 4 akataura nezvaAbrahamu.
|
1.249482
|
Iye "sanalilenga [dziko lapansi] mwachabe" koma "analiumba akhalemo anthu."
|
Anoti 'haana kungosika nyika pasina' asi "akaiumba kuti igarwe."
|
1.249369
|
Munazichita zonse mwanzeru; dziko lapansi lidzala nacho chuma chanu."
|
Makaaita ose nouchenjeri; pasi pazere nepfuma yenyu.'
|
1.249336
|
Baibulo limati: "Kudzakhala kuuka kwa olungama ndi osalungama."
|
Bhaibheri rinotaurawo kuti "kuchava nokumuka kwevakarurama nevasina kururama."
|
1.249321
|
1Th 5:5 Pakuti inu nonse muli ana a kuunika, ndi ana a usana; simuri a usiku, kapena amdima;
|
5 Nekuti mose muri vana vechiedza, nevana vezuva; Hatisi veusiku kana verima.
|
1.249308
|
Ndipita ndikamuone ndisanafe. "
|
Ndichaenda kundomuona ndisati ndafa. "
|
1.249305
|
Mwinatu ndingopita kukalalikira kudziko lina kwa chaka chimodzi chokha.'
|
Ndingatadza here kunoshumira mhiri kwemakungwa kunyange kwegore rimwe chete?'
|
1.249276
|
Ngati mukufuna kuona zipatso zawo..
|
Kana uchida kuona zvibereko zvavo..
|
1.249185
|
Izi zidzapereka mpata kuti anthu a Mulungu apulumuke.
|
Izvozvo zvichaita kuti vanhu vaMwari vaponeswe.
|
1.249064
|
Palibe munthu amene ali ndi chithunzi cha Yesu.
|
Hapana munhu ane pikicha yaJesu.
|
1.249045
|
Tili ku Austria, ndinapeza ntchito.
|
Ndakabva ndawana basa muAustria.
|
1.248974
|
"Anthu 5 omwe mudzakumane nawo kumwamba."
|
"Vanhu vashanu vauchasangana navo kudenga."
|
1.248938
|
Mukhoza kudzuka tsiku lina moto!
|
Unogona muka rimwe zuva pamoto!
|
1.248906
|
Aliyense wa iwo amayesa kupeza mtsikana Russian.
|
Mumwe nomumwe wavo anoedza kuwana musikana Russian.
|
1.248806
|
Osati khomo lotsekedwa limatanthauza Ayi kuchokera kwa Mulungu, ndipo sizitseko zonse zotseguka zomwe zimatanthauza Inde kuchokera kwa Iye.
|
Haasi ese masuo akavharwa anoreva Kwete kubva kuna Mwari, uye haazi ese masuo akavhurwa anoreva Hungu kubva kwaAri.
|
1.248749
|
Pakuti ndikukuuzani, Aneneri ndi mafumu ambiri analakalaka kuona zimene mukuzionazi, koma sanazione, ndi kumva zimene mukumvazi koma sanazimve."
|
Nokuti ndinoti kwamuri: Vaporofita vazhinji nemadzimambo vaishuva kuona zvinhu zvamunoona imwi, asi havana ku zvi ona, nekunzwa zvinhu zvamunonzwa, asi havana ku zvi nzwa.
|
1.248696
|
Poyamba, ine ndi M'bale Lennart Johnson tinali ndi ntchito yambiri.
|
Pakutanga, ini naLennart Johnson tisu taiita basa rakawanda.
|
1.248682
|
Tengani zaka 5 Mwachitsanzo.)
|
Torai makore 5 somuenzaniso.)
|
1.248547
|
Mulungu analandira nsembeyo ndipo anatsimikizira Nowa ndi banja lake kuti sadzawononganso zamoyo padziko lapansi ndi chigumula.
|
Mwari akapindura nokuvimbisa Noa nemhuri yake kuti aisazounzazve mafashamo kuti aparadze zvinhu zvose zvipenyu panyika.
|
1.248484
|
Ndiye dzifunseni kuti, 'Kodi n'kutheka kuti Mulungu akugwiritsa ntchito anthu amenewa pofuna kundikokera kwa iye?'
|
Zvibvunze kuti, 'Mwari angave achivashandisa kundibatsira kuva neukama hwepedyo naye here?'
|
1.248473
|
Tidzakhala kuposa kukuthandizani!
|
Tichava zvinopfuura kukubatsira!
|
1.248462
|
ukwati ndi kukhazikitsidwa kwa Ambuye, ndichifukwa chake malembo akunena chomwe Mulungu adachimanga pamodzi, munthu asachilekanitse.
|
muchato isangano raIshe, ndosaka rugwaro rwuchitaura zvakabatanidzwa naMwari, ngaparege kuva nemunhu unoparadzanisa.
|
1.248311
|
Kodi Yerusalemu Wakale Anawonongedwa Liti? - Gawo 2
|
Jerusarema Rekare Rakaparadzwa Rini? - Chikamu Chokutanga
|
1.248218
|
David: Gwen anandiuza zimene ankaphunzira.
|
David: Gwen akandiudza zvaaidzidza.
|
1.248187
|
(Pa tsikulo anthu adzagawikana Mmagulu awiri): gulu Una ku Janna, ndipo Gulu lina kumoto.
|
40 Panguva iyoyo varume vaviri vachange vari mumunda: mumwe achaendwa naye uye mumwe achasiyiwa;
|
1.248142
|
Amayi achikulire uwatenge ngati amayi ako ndipo amayi achitsikana uwatenge ngati alongo ako, nʼkuyera mtima konse.
|
Vakadzi vakuru savanamai, uye vakadzi vaduku sehanzvadzi, nokuchena kwose kwomwoyo.
|
1.248122
|
Austria: Palibe othawa kwawo aku Afghanistan amene akufuna!
|
Austria: Hapana vapoteri veAfghan vaida!
|
1.248118
|
Ndipotu, mu chaputala 4, ndinakuphunzitsani momwe mungachitire.
|
Chaizvoizvo, muchitsauko 4, ndakakudzidzisa kuti ungazviita sei.
|
1.24806
|
"Ndinaona Khamu Lalikulu la Anthu"
|
"Ndakaona Boka Guru Revanhu"
|
1.247998
|
Muzifunafuna Ufumu Osati Zinthu Zina
|
Tsvaka Umambo, Kwete Zvinhu
|
1.247995
|
Ndikuganiza kuti inali Facebook.
|
Ini ndinofunga yaive Facebook.
|
1.24799
|
Janny: Ine ndi Marcus tinkalemberana makalata kangapo pa mlungu.
|
Janny: Ini naMarkus tainyorerana tsamba kakawanda pavhiki.
|
1.247941
|
Tiyeni tipezeke kuti tawongoletsa kupembedza kwathu, tsiku la kuyesedwa!
|
Dai isu tiwanikwe kuti takanamatira kunamata kwedu, pazuva rekuongorora!
|
1.247918
|
Ndipo sindidzalola Israyeli apite.'
|
Uye handizoregi Israeri kuti aende.'
|
1.247911
|
Sindikuuzeni mmene NAB Show imatanthawuzira kwa ine!
|
Handigone kukuudza kuti NAB Show inorevei kwandiri!
|
1.247898
|
6 Ifenso tikapirira tidzalandira mphoto.
|
6 Kana tikatsungirira, tichawana mubayiro.
|
1.247891
|
Ndipita ndikamuone ndisanafe."
|
Ndichaenda kundomuona ndisati ndafa. "
|
1.247858
|
Zonse zokhudza Pakistan.
|
Zvose pamusoro pePakistan.
|
1.247838
|
Ndili ndi vuto ndi... Google bizinesi yanga.
|
Ndine nyaya ne... Google bhizinesi rangu.
|
1.247689
|
Ayuda azinji akhaona kuti ndi akufunika kakamwe kupiringana anango thangwi iwo akhali ana a Abrahamu.
|
VaJudha vazinji vaitenda kuti vaisisira maningi kupinda vamweni ngo kuti vainga vana va Abhirahama.
|
1.247676
|
Tsiku lililonse, mlongo wanga anabwera.
|
Zuva nezuva, hanzvadzi yangu akauya.
|
1.247623
|
Ndiyeno ndikamaliza, amandipatsa malangizo abwino kwambiri."
|
Vanobva vandipa mazano anobatsira chaizvo."
|
1.247608
|
Pomaliza, ndilibe nyumba ku Melbourne ...
|
Pakupedzisira, ini handina imba muMelbourne ...
|
1.247584
|
Muli ana a kuunika, ndi ana a lero.
|
Imi muri vana vechiedza nevana nhasi.
|
1.247537
|
Koyamba kumva Taiwan?
|
Kutanga kunzwa Taiwan?
|
1.247524
|
Iwo anafika mpaka pokana Mwana wa Mulungu.
|
Vari kutoramba Mwanakomana waMwari pachake!
|
1.24736
|
Koma ankafunabe kudziwa kumene Johnny anapita.
|
Asi vakaramba vachinetseka kuti Johnny akanga aendepi.
|
1.247331
|
Ine ndikudziwa amene ndinawasankha.
|
Ndinoziva avo vandakasarudza.
|
1.247126
|
Kwa zaka 17 ndinkapemphera kuti ndipeze mayankho a mafunso anga.
|
Ndakaita makore 17 ndichinyengetera kuti ndiwane mhinduro dzemibvunzo yangu.
|
1.247104
|
Kodi iweyo unayamba wanama? - * Ngakhale akuluakulu ena amene amakonda Mulungu ananamapo.
|
Wakambonyepa here? - * Kunyange vamwe vanhu vakuru vaida Mwari vakambonyepawo.
|
1.247059
|
Ndipo kodi dzanja la Yehova laonetsedwa kwa ndani?'"
|
uye ruoko rwaShe rwakaratidzwa kuna aniko?"
|
1.246967
|
'Ubatizo ukupulumutsanso inuyo tsopano.' - 1 PET.
|
"Chinhu chakafanana neichi chiri kukuponesaiwo zvino, irwo rubhabhatidzo." - 1 PET.
|
1.246915
|
14 Makolo achikhristu amafunikanso kulimba mtima.
|
14 Vabereki vechiKristu vanofanirawo kuva neushingi.
|
1.246874
|
Inu Mulungu wanga, ine ndataya mtima.
|
Haiwa Mwari wangu, mweya wangu wapererwa netariro mukati mangu.
|
1.246812
|
"Ndipo inde, iyi ndi Twitter yanga.
|
"Uye hongu, iyi ndiyo Twitter yangu.
|
1.246723
|
Kotero inu mudzadabwitse aliyense pano (osati).
|
Saka iwe uchashamisa munhu wese pano (uye kwete).
|
1.246722
|
Iye anatumikira Mulungu mokhulupirika kwa zaka zambiri.
|
Ainge ashumira Mwari akavimbika kwemakore akawanda.
|
1.246714
|
Sindinali wotchova njuga, koma makolo ake anali.
|
Ini ndaisave munhu anobheja, asi vabereki vake vaive.
|
1.246706
|
Ndiye chifukwa chake Mulungu, Mulungu wako, anakudzoza ndi mafuta a chikondwerero kuposa anzako."
|
Ndokusaka Mwari, iye Mwari wako, akakuzodza+ nemafuta okupembera nomufaro kupfuura vamwe vako."+
|
1.24668
|
Kodi mungakhulupirire zimenezi?" - Gwen.
|
Waizozvidavira here?" - Gwen.
|
1.246636
|
2 "Ndamva zinthu zambiri ngati zimenezi.
|
2 "Ndanzwa zvinhu zvizhinji zvakadai.
|
1.246569
|
Beastyman069 - Ndikuthokoza kwambiri kuti ndinu gawo la moyo wanga.
|
Beastyman069 - Ndinotenda zvikuru kuti uri chikamu chehupenyu hwangu.
|
1.246508
|
Pa nthawiyo ndinali ndi ndalama zochepa kwambiri.
|
Panguva iyoyo, mari yandaiva nayo yaiva shoma.
|
1.246501
|
(Yohane 8:44) Kenako anakhala wabodza ndiponso anaukira Mulungu.
|
(Johani 8:44) Akava murevi wenhema, akapandukira Mwari.
|
1.246456
|
Abale osakwatira pafupifupi 12 ankatumikira kumeneko.
|
Paiva nehama dzinenge 12 dzisina kuroora dzaishumira ipapo.
|
1.246401
|
pakuti chipatso cha kuunika tichipeza m'ubwino wonse, ndi chilungamo, ndi choonadi,
|
9 nokuti chibereko chechiedza chinoumbwa nokunaka kwemarudzi ose nokururama nechokwadi.+
|
1.246341
|
Mfumu inayankhula mokweza kuti, "Kodi afunanso kuvula mfumukazi momukakamiza pamene ine ndili mʼnyumba?"
|
Naizvozvo mambo akati: "Wava kudawo kubata mambokadzi chibharo, ini ndiri mumba here?"
|
1.246226
|
Ndiyenera Kuyankhula Chifalansa ku Quebec
|
Ndinofanira Kutaura ChiFrench muQuebec
|
1.246211
|
49 Apo anthu ale akhadya na iye pabodzi pa thando, atoma kulonga okha-okha kuti: "Mbanimbo unowu analekerera na kudawa kwene?"
|
49 Vakanga vagere naye pakudya vakatanga kureva mumoyo yavo, vachiti: Uyu ndianiko unokangamwira zvivi vo?
|
1.246032
|
Kodi anawo atakula, akanaganiza kuti ndi Aisiraeli?
|
Pavaizokura, vaizozviti vaIsraeri here?
|
1.245996
|
17 Ananso ayenera kukhala odekha.
|
17 Vana vanofanirawo kuramba vakadzikama.
|
1.245981
|
Maso a onse ayembekeza Inu; Ndipo muwapatsa cakudya cao m'nyengo zao.
|
Meso ose anotarisa kwamuri imi muchivapa chokudya chavo nenguva yakafanira.
|
1.245966
|
Ife tinasiya zinthu zonse ndipo takhala tikukutsatirani."+
|
Isu takasiya zvinhu zvose uye tave tichikuteverai."+
|
1.245913
|
Ndipo sizinthu zonse zidzakhala masamba mu Chingerezi, sichoncho?
|
Uye kwete zvese zvichave mapeji muChirungu, handiti?
|
1.245896
|
Anthu mamiliyoni aku America akuti INDE kutchuthi,.... koma tsopano?
|
Mamirioni eAmerica anoti Hungu kuzororo,.... asi zvino?
|
1.245869
|
ndipo sanamdziwe iye kufikira atabala mwana wake; namutcha dzina lake Yesu.
|
akasamuziʋa kuȿikira aɀara mŋanakomana wake weɗaŋgwe, ndokumutumidza zita rinonzi Jesu.
|
1.245848
|
Ndingakonde kukusonyeza dzinali m'Baibulo."
|
Rega ndikuratidze zita racho muBhaibheri."
|
1.245829
|
Tizilimbikitsana Ndipo "Tiwonjezere Kuchita Zimenezi"
|
Kurudziranai "Kunyanya" Iye Zvino
|
1.245823
|
Inde, ndipo anapitiriza kutero ngakhale Yesu atachoka padziko lapansi.
|
Hungu, uye vakaramba vachiita kudaro kunyange pashure pokubva kwaJesu panyika.
|
1.245651
|
Yesu anawayankha kuti, Mat.
|
Jesu akavapindura, Matt.
|
1.245631
|
Tsopano ndi ndani mwa awiriwa adzamukonde koposa?"
|
Zvino ndoupiko pauviri hwavo achanyanya kumuda?"
|
1.245559
|
Koma wa Mboni amene ankandiphunzitsa anandithandiza kwambiri.
|
Asi Chapupu chaindidzidzisa chakandibatsira zvikuru.
|
1.245508
|
Pakuti anthu a mitundu ina akufunafuna mwakhama zinthu zonsezi.
|
Nokuti zvose izvi ndizvo zvinhu zvinotsvakwa nemamwe marudzi nomwoyo wose.
|
1.245417
|
Ndipo mfumu inawamvera.
|
Ipapo mambo akavateerera.
|
1.245352
|
Petulo anazindikira kuti Mulungu alibe tsankho.
|
Petro akabva aziva kuti Mwari haasaruri.
|
1.245307
|
Kodi wadya zipatso za mtengo uja umene ndinakulamula kuti usadye? "
|
Wadya kanhi muti wandakakurayira kuti urege kuudya?
|
1.245136
|
Mwachitsanzo, tsiku lina analembamo kuti: "Lero ndaphunzira dzina la Mulungu.
|
Pamwe pacho akanyora kuti: "Nhasi ndadzidza zita raMwari.
|
1.245094
|
Nanga ana angawa ziwathera bwanji?" - Janet, United States.
|
Ko vana vangu ndaizovarera sei?" - Janet, United States.
|
Chichewa-Shona_Sentence-Pairs Dataset
This dataset contains sentence pairs for African languages along with similarity scores. It can be used for machine translation, sentence alignment, or other natural language processing tasks.
This dataset is based on the NLLBv1 dataset, published on OPUS under an open-source initiative led by META. You can find more information here: OPUS - NLLB-v1
Metadata
- File Name: Chichewa-Shona_Sentence-Pairs
- Number of Rows: 977418
- Number of Columns: 3
- Columns: score, Chichewa, Shona
Dataset Description
The dataset contains sentence pairs in African languages with an associated similarity score. Each row consists of three columns:
score: The similarity score between the two sentences (range from 0 to 1).Chichewa: The first sentence in the pair (language 1).Shona: The second sentence in the pair (language 2).
This dataset is intended for use in training and evaluating machine learning models for tasks like translation, sentence similarity, and cross-lingual transfer learning.
References
Below are papers related to how the data was collected and used in various multilingual and cross-lingual applications:
[1] Holger Schwenk and Matthijs Douze, Learning Joint Multilingual Sentence Representations with Neural Machine Translation, ACL workshop on Representation Learning for NLP, 2017
[2] Holger Schwenk and Xian Li, A Corpus for Multilingual Document Classification in Eight Languages, LREC, pages 3548-3551, 2018.
[3] Holger Schwenk, Filtering and Mining Parallel Data in a Joint Multilingual Space ACL, July 2018
[4] Alexis Conneau, Guillaume Lample, Ruty Rinott, Adina Williams, Samuel R. Bowman, Holger Schwenk and Veselin Stoyanov, XNLI: Cross-lingual Sentence Understanding through Inference, EMNLP, 2018.
[5] Mikel Artetxe and Holger Schwenk, Margin-based Parallel Corpus Mining with Multilingual Sentence Embeddings arXiv, Nov 3 2018.
[6] Mikel Artetxe and Holger Schwenk, Massively Multilingual Sentence Embeddings for Zero-Shot Cross-Lingual Transfer and Beyond arXiv, Dec 26 2018.
[7] Holger Schwenk, Vishrav Chaudhary, Shuo Sun, Hongyu Gong and Paco Guzman, WikiMatrix: Mining 135M Parallel Sentences in 1620 Language Pairs from Wikipedia arXiv, July 11 2019.
[8] Holger Schwenk, Guillaume Wenzek, Sergey Edunov, Edouard Grave and Armand Joulin CCMatrix: Mining Billions of High-Quality Parallel Sentences on the WEB
[9] Paul-Ambroise Duquenne, Hongyu Gong, Holger Schwenk, Multimodal and Multilingual Embeddings for Large-Scale Speech Mining, NeurIPS 2021, pages 15748-15761.
[10] Kevin Heffernan, Onur Celebi, and Holger Schwenk, Bitext Mining Using Distilled Sentence Representations for Low-Resource Languages
- Downloads last month
- 13